La Biblia Online

- Anuncios -




Estere 2:1 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Mushure mezvinhu izvi kutsamwa kwamambo Zekisesi kwapera, akarangarira Vhashiti nezvaakanga aita uye nezvaakanga atema pamusoro pake.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Ɀino shure kwaiɀoɀo, kutsamŋa kwamambo Ahashveroshi kwakati kwanyarara, akaraŋgarira Vashti neɀaakaita, necireʋo cakatemŋa pamsoro pake.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Zvino shure kwaizvozvo, kutsamwa kwamambo Ahashivheroshi kwakati kwanyarara, akarangarira Vashiti nezvaakaita, nechirevo chakatemwa pamusoro pake.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Mushure maizvozvi izvi, hasha dzamambo Ahasuerusi dzaserera, akayeuka Vhashiti nezvaakanga aita uye nechirango chaakanga atemerwa.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Mushure maizvozvi izvi, hasha dzamambo Ahasuerusi dzaserera, akayeuka Vhashiti nezvaakanga aita uye nechirango chaakanga atemerwa.

Ver Capítulo Copiar

Shona BIBLE

1 Zvino shure kwaizvozvo, kutsamwa kwamambo Ahasuerusi kwakati kwanyarara, akarangarira Vashiti nezvaakaita, nechirevo chakatemwa pamusoro pake.

Ver Capítulo Copiar




Estere 2:1

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios