La Biblia Online

- Anuncios -




Eksodo 9:5 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Jehovha akatsaura nguva uye akati, “Mangwana Jehovha achaita izvi munyika.”

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Ɀino Jehova akatara ŋguʋa, akati: Maŋgwana Jehova ucaita cinhu ici munyika ino.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Zvino Jehovha akatara nguva akati, “Mangwana Jehovha achaita chinhu ichi munyika ino.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Tenzi akatema nguva yacho achiti, “Mangwana ndiro zuva randichaita izvozvo munyika ino.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Tenzi akatema nguva yacho achiti, “Mangwana ndiro zuva randichaita izvozvo munyika ino.”

Ver Capítulo Copiar




Eksodo 9:5

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios