Eksodo 9:28 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Nyengeterai kuna Jehovha, nokuti kutinhira nechimvuramabwe zvanyanya. Ndichakutenderai kuti muende; hamuchafaniri kuramba mugerezve muno.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Nyeŋgeterai kunaJehova, nokuti kutinhira kukuru kwaMŋari necimvuramabge ɀariŋgana; ndicakutenderai kuenda, murege kugara. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200228 Nyengeterai kuna Jehovha, nokuti kutinhira kukuru kwaMwari nechimvuramabwe zvaringana; ndichakutenderai kuenda, murege kugara.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Tikumbirireiwo kuna Tenzi nokuti kutinhira kwemheni yaMwari nechimvuramahwe zvanyanya. Zvino ndava kukubvumirai kuenda, handichakurambidzai.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona28 Tikumbirireiwo kuna Tenzi nokuti kutinhira kwemheni yaMwari nechimvuramahwe zvanyanya. Zvino ndava kukubvumirai kuenda, handichakurambidzai.” Ver Capítulo |