La Biblia Online

- Anuncios -




Eksodo 9:27 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

27 Ipapo Faro akadana Mozisi naAroni akati, “Nguva ino ndatadza. Jehovha ndiye akarurama asi ini navanhu vangu hatina kururama.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

27 Ɀino Farao akatuma ʋanhu kundoɗana Mosesi naAroni, akati kwaʋari: Ŋguʋa ino ndatadza; Jehova wakarurama, asi ini naʋaranda ʋaŋgu takaipa.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

27 Zvino Farao akatuma vanhu kundodana Mosesi naAroni, akati kwavari, “Nguva ino ndatadza; Jehovha akarurama, asi ini navaranda vangu takaipa.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

27 Ipapo Farao akatuma vanhu kundodaidza Mosesi naAroni achiti, “Rwendo runo, ndakatadza zvikuru. Tenzi ndiye mururami, ini navanhu vangu ndisu vatadzi.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

27 Ipapo Farao akatuma vanhu kundodaidza Mosesi naAroni achiti, “Rwendo runo, ndakatadza zvikuru. Tenzi ndiye mururami, ini navanhu vangu ndisu vatadzi.

Ver Capítulo Copiar




Eksodo 9:27

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios