Eksodo 8:32 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Asi panguva inozve, Faro akaomesa mwoyo wake uye akaramba kutendera vanhu kuti vaende. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Asi Farao wakawomesa mŋoyo wake neŋguʋa iyo ʋo, akasatendera ʋanhu kuenda. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200232 Asi Farao akaomesa mwoyo wake nenguva iyowo, akasatendera vanhu kuenda. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Kunyange ipapa, Farao akaomesa mwoyo akaramba kuti vaIsiraeri vaende. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona32 Kunyange ipapa, Farao akaomesa mwoyo akaramba kuti vaIsiraeri vaende. Ver Capítulo |