La Biblia Online

- Anuncios -




Eksodo 8:21 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

21 Kana usingatenderi vanhu vangu kuti vaende, ndichatumira bute renhunzi pamusoro pako napamusoro pamachinda ako, napamusoro pavanhu vako uye nomudzimba dzenyu. Dzimba dzavaIjipita dzichazara nenhunzi, uye kunyange pavhu pavamire.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 Nokuti kana ukaramba kutendera ʋanhu ʋaŋgu, tarira ndicatuma ɓute renhunzi pamsoro pako, napamsoro paʋaranda ʋako, napamsoro paʋanhu ʋako, nomudzimba dzako; dzimba dzaʋaEgipita dzicazara namapute enhunzi, kunyaŋge nevu padzimire.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

21 Nokuti kana ukaramba kutendera vanhu vangu, tarira ndichatuma bute renhunzi pamusoro pako, napamusoro pavaranda vako, napamusoro pavanhu vako, nomudzimba dzako; dzimba dzavaIjipiti dzichazara namapute enhunzi, kunyange nevhu padzimire.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Kana ukavarambidza kuenda, ndichaunza bute renhunzi, dzichamomera pauri iwe namachinda ako, navanhu vako, dzichizaridzana mudzimba dzavaIjipiti, dzichiitawo fararira napasi.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 Kana ukavarambidza kuenda, ndichaunza bute renhunzi, dzichamomera pauri iwe namachinda ako, navanhu vako, dzichizaridzana mudzimba dzavaIjipiti, dzichiitawo fararira napasi.

Ver Capítulo Copiar




Eksodo 8:21

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios