Eksodo 40:9 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 “Utore mafuta okuzodza ugozodza tabhenakeri nezvinhu zvose zvirimo; uinatse nemidziyo yayo yose, uye ichava tsvene. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Utore ʋo mafuta okuzodza nawo, uzodze tabernakeri nawo, neɀose ɀiri mukati mayo; ugoitsaura, iyo neɀose ɀiri’mo, kuti ciʋe cinhu citȿene. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20029 “Utorewo mafuta okuzodza nawo, uzodze tabhenakeri nawo, nezvose zviri mukati mayo; ugoitsaura, iyo nezvose zvirimo, kuti chive chinhu chitsvene. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 “Ndopaunozotora mafuta okuzodza wozodza tendhe rinoera nezvose zvirimo, uriteketerere kwandiri pamwechete nemidziyo yaro yose, richabva rava chinhu chinoera. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona9 “Ndopaunozotora mafuta okuzodza wozodza tendhe rinoera nezvose zvirimo, uriteketerere kwandiri pamwechete nemidziyo yaro yose, richabva rava chinhu chinoera. Ver Capítulo |