Eksodo 40:25 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 uye akamisa mwenje pamberi paJehovha, sokurayirwa kwaakaitwa naJehovha. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Akatuŋgidza mŋenje pamberi paJehova, seɀakaŋga ɀarairwa Mosesi naJehova. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200225 Akatungidza mwenje pamberi paJehovha, sezvakanga zvarairwa Mosesi naJehovha. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Akagadzikira marambi acho pana Tenzi sokuudzwa kwaakanga aitwa naTenzi. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona25 Akagadzikira marambi acho pana Tenzi sokuudzwa kwaakanga aitwa naTenzi. Ver Capítulo |