Eksodo 39:8 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Vakaita chidzitiro chechipfuva, basa remhizha ino unyanzvi. Vakachiita seefodhi: negoridhe, uye wuru yebhuruu, pepuru netsvuku, uye nomucheka wakarukwa zvakaisvonaka. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Akaita ʋo homboɗo yecifuʋa, raiʋa ɓasa romuɓati wakacenjera, seɀakaitwa ʋo efodi; akaiita nendarama, neɀakarukwa ɀitema, neɀishaʋa, neɀitȿuku, nemiceka yakaiȿo‐naka yakarukwa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20028 Akaitawo hombodo yechipfuva, raiva basa romubati wakachenjera, sezvakaitwawo efodhi; akaiita nendarama, nezvakarukwa zvitema, nezvishava, nezvitsvuku, nemicheka yakaisvonaka yakarukwa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Akagadzira nyembe yepadundundu yakanyatsogadzirwa yakaitwa sezvakaitwa efodhi. Yakagadzirwa nejira rerineni rakanakisisa, rakarukirirwa neshinda yendarama newuru yeruvara rwedenga neyeruvara rwehute netsvuku. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona8 Akagadzira nyembe yepadundundu yakanyatsogadzirwa yakaitwa sezvakaitwa efodhi. Yakagadzirwa nejira rerineni rakanakisisa, rakarukirirwa neshinda yendarama newuru yeruvara rwedenga neyeruvara rwehute netsvuku. Ver Capítulo |