La Biblia Online

- Anuncios -




Eksodo 39:43 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

43 Mozisi akaongorora basa uye akaona kuti vakanga variita sokurayira kwakanga kwaita Jehovha. Saka Mozisi akavaropafadza.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

43 Mosesi akatarira maɓasa ose, akaʋona kuti ʋakaŋga ʋaaita seɀakaŋga ɀarairwa naJehova, ndiɀo ɀaʋakaita; Mosesi akaʋaropafadza.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

43 Mosesi akatarira mabasa ose, akaona kuti vakanga vaaita sezvakanga zvarairwa naJehovha, ndizvo zvavakaita; Mosesi akavaropafadza.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

43 Mosesi akatarisa zvose zvakanga zvagadzirwa akaona kuti zvakanga zvaitwa naimomo chaimo makanga manzi naTenzi muitwe nomo. Mosesi akavapa chikomborero.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

43 Mosesi akatarisa zvose zvakanga zvagadzirwa akaona kuti zvakanga zvaitwa naimomo chaimo makanga manzi naTenzi muitwe nomo. Mosesi akavapa chikomborero.

Ver Capítulo Copiar




Eksodo 39:43

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios