Eksodo 38:29 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Ndarira yakabva kuzvipiriso zvokuninira yaiva matarenda makumi manomwe namashekeri zviuru zviviri namazana mana. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Ndarira yeɀipo yakaŋga inamatarenta anamakumi manomŋe namashekeri aneɀuru ɀiʋiri namazana manna. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200229 Ndarira yezvipo yakanga ina matarenda ana makumi manomwe namashekeri ane zviuru zviviri namazana mana. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Ndarira yomupiro wokuvheyeswa yairema makirogiramu zviuru zviviri zvine mazana mana ana makumi maviri amakirogiramu namakirogiramu mashanu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona29 Ndarira yomupiro wokuvheyeswa yairema makirogiramu zviuru zviviri zvine mazana mana ana makumi maviri amakirogiramu namakirogiramu mashanu. Ver Capítulo |