Eksodo 38:13 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Kumucheto wokumabvazuva, wakananga kunobuda nezuva, kwaivawo noupamhi hwamakubhiti makumi mashanu. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Kurutiʋi rwamabvazuʋa kunotarira kumabvazuʋa kwaiʋa namakubiti makumi mashanu. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200213 Kurutivi rwamabvazuva kunotarira kumabvazuva kwaiva namakubhiti makumi mashanu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Kumusuo wayo, kumabvazuva kwaiva neane mamita makumi maviri ana mamita maviri. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona13 Kumusuo wayo, kumabvazuva kwaiva neane mamita makumi maviri ana mamita maviri. Ver Capítulo |