Eksodo 37:23 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Vakaita mwenje yacho minomwe, pamwe chete nembato dzacho uye nendiro dzacho, dzegoridhe rakaisvonaka. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Akaita mŋenje yaco minomŋe, nembato dzaco, nendiro dzaco, ɀose nendarama yakaiȿo‐naka. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200223 Akaita mwenje yacho minomwe, nembato dzacho, nendiro dzacho, zvose nendarama yakaisvonaka. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Akagadzira marambi manomwe okuisa pachigadzikiro ichi, nezvigero zvokuchekesa tambo dzamarambi netireyi dzendarama chaiyo yakanakisisa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona23 Akagadzira marambi manomwe okuisa pachigadzikiro ichi, nezvigero zvokuchekesa tambo dzamarambi netireyi dzendarama chaiyo yakanakisisa. Ver Capítulo |