La Biblia Online

- Anuncios -




Eksodo 37:22 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 Mabukira namatavi zvaiva chinhu chimwe chete nechigadziko chomwenje, chegoridhe rakaisvonaka rakapambadzirwa.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Mafundo aɀo namataʋi aɀo akaŋga akaʋumbga pamŋe cete naɀo, ɀose ɀikaʋa cinhu cimŋe cakaŋga cakaʋumbga nendarama yakaiȿo‐naka, yakapambadzirwa.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

22 Mafundo azvo namatavi azvo akanga akaumbwa pamwechete nazvo, zvose zvikava chinhu chimwe chakanga chakumbwa nendarama yakaisvonaka, yakapambadzirwa.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Chigadzikiro ichocho namapazi acho namaruva acho zvaiva zvendarama chaiyo yakanakisisa, zvakabatanidzwa zviri chinhu chimwechete.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Chigadzikiro ichocho namapazi acho namaruva acho zvaiva zvendarama chaiyo yakanakisisa, zvakabatanidzwa zviri chinhu chimwechete.

Ver Capítulo Copiar




Eksodo 37:22

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios