Eksodo 37:17 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Vakagadzira chigadziko chomwenje chegoridhe rakaisvonaka uye vakaripambadzira, chigadziko nerwiriko; mikombe inenge maruva, mabukira namaruva zvaiva chinhu chimwe chete nacho. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Akaita ʋo cigadziko cemŋenje cendarama yakaiȿo‐naka; akaita cigadziko nendarama yakapambadzirwa, cigadziko caco, nehunde yaco, notumbiya twaco, namafundo aco, namaruʋa aco; ɀose ɀikaʋa cinhu cimŋe cete naco; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200217 Akaitawo chigadziko chemwenje chendarama yakaisvonaka; akaita chigadziko nendarama yakapambadzirwa, chigadziko chacho, nehunde yacho, notumbiya twacho, namafundo acho, namaruva acho; zvose zvikava chinhu chimwe chete nacho; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Akagadzirawo chigadzikiro chomwenje, cheminora chendarama chaiyo yakanakisisa, pamwechete negaro racho nehunde yacho akazvigadzira achiita zvokupfura. Maruva acho akazaruka namamwe asati azaruka, akanga akabatanidzwa nacho kuita chinhu chimwechete. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona17 Akagadzirawo chigadzikiro chomwenje, cheminora chendarama chaiyo yakanakisisa, pamwechete negaro racho nehunde yacho akazvigadzira achiita zvokupfura. Maruva acho akazaruka namamwe asati azaruka, akanga akabatanidzwa nacho kuita chinhu chimwechete. Ver Capítulo |