Eksodo 37:13 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Vakaumba mhete ina dzegoridhe dzetafura uye vakadzisungirira pamakona mana, paya pakanga pana makumbo. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Akaiitira ɀindori ɀinna ɀendarama, akaisa ɀindori pamakona manna aiʋa pamakumbo ayo manna. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200213 Akaiitira zvindori zvina zvendarama, akaisa zvindori pamakona mana aiva pamakumbo ayo mana. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Akaigadzirira maringi endarama mana okupfekera mapango okuitakurisa, akaaisa pamakona mana apamakumbo ayo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona13 Akaigadzirira maringi endarama mana okupfekera mapango okuitakurisa, akaaisa pamakona mana apamakumbo ayo. Ver Capítulo |