La Biblia Online

- Anuncios -

Eksodo 36:8 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Varume vose vounyanzvi vakaita tabhenakeri nezvidzitiro gumi zvemicheka yakarukwa zvakaisvonaka newuru yebhuruu, pepuru netsvuku, namakerubhi akasonerwa mazviri nemhizha ino unyanzvi.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Ɀino ʋarume ʋose ʋaiʋa nemŋoyo yakaŋgwara pakati paʋaɓati ʋakaita tabernakeri namacira anegumi; ʋakaɀiita nemiceka yakarukwa yakaiȿo‐naka, neɀakarukwa ɀitema, neɀishaʋa, neɀitȿuku, ɀinamakerubi; raiʋa ɓasa romuɓati waigona kuɓata.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Zvino varume vose vaiva nemwoyo yakangwara pakati pavabati vakaita tabhenakeri namachira ane gumi; vakazviita nemicheka yakarukwa yakaisvonaka, nezvakarukwa zvitema, nezvishava, nezvitsvuku, zvinamakerubhi; raiva basa romubati waigona kubata.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Varume vose vaiva noruzivo rwokuita mabasa pakati penyanzvi dzakanga dzauya, vakagadzira tendhe rinoera vachiritenderedza namachira makuru okudzikatirisa gumi namaviri, erineni akanakisisa newuru yeruvara rwedenga neyeruvara rwehute netsvuku, akarukirirwa zvakanakisisa makerubhu.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Eksodo 36:8

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios