Eksodo 36:5 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 vakati kuna Mozisi, “Vanhu vari kuuya nezvakawandisa zvokuitisa basa rakarayirwa naJehovha kuti riitwe.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 ʋakataura naMosesi, ʋaciti: Ʋanhu ʋanoʋuya neɀakawandisa kupfuʋura ɀinokwana kuite‐ɓasa rakarairwa naJehova kuti riitwe. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20025 vakataura naMosesi, vachiti, “Vanhu vanouya nezvakawandisa kupfuura zvinokwana kuita basa rakarairwa naJehovha kuti riitwe.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Nyanzvi idzodzi dzakazotaurira Mosesi kuti, “Vanhu vari kungoramba vachiunza zvipo zvebasa rakanzi naTenzi riitwe, asi zvipo zvacho zvawandisa.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona5 Nyanzvi idzodzi dzakazotaurira Mosesi kuti, “Vanhu vari kungoramba vachiunza zvipo zvebasa rakanzi naTenzi riitwe, asi zvipo zvacho zvawandisa.” Ver Capítulo |