Eksodo 36:16 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Vakabatanidza zvidzitiro zvishanu pamwe chete kuti zvive mubatanidzwa mumwe chete, uye zvimwe zvitanhatu kuti zvive pamwe chete. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Akaɓatanidza macira mashanu pamŋe cete, namacira matanhatu pamŋe cete ɀe; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200216 Akabatanidza machira mashanu pamwechete, namachira matanhatu pamwechetezve; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Akabatanidza pamwechete machira mashanu pawo oga, ndokubatanidzawo pamwechete mamwe machira matanhatu pawo oga. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona16 Akabatanidza pamwechete machira mashanu pawo oga, ndokubatanidzawo pamwechete mamwe machira matanhatu pawo oga. Ver Capítulo |