Eksodo 35:1 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Mozisi akaunganidza ungano yose yavaIsraeri akati kwavari, “Izvi ndizvo zvinhu zvamakarayirwa naJehovha kuti muite: Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino Mosesi wakaʋuŋganidza ʋuŋgano yose yaʋana ʋaIsraeri, akati kwaʋari: Ndiwo mashoko akarairwa naJehova kuti muaite: Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20021 Zvino Mosesi wakaunganidza ungano yose yavana vaIsiraeri, akati kwavari, “Ndiwo mashoko akarairwa naJehovha kuti muaite. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Mosesi akakokera musangano wegungano rose ravaIsiraeri akati, “Hezvinoi zvinhu zvanzi naTenzi muite: Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona1 Mosesi akakokera musangano wegungano rose ravaIsiraeri akati, “Hezvinoi zvinhu zvanzi naTenzi muite: Ver Capítulo |