Eksodo 34:25 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 “Musapa kwandiri ropa rezvibayiro pamwe chete nechinhu chipi zvacho chine mbiriso, uye musarega chimwe chezvibayiro zvoMutambo wePasika chichisara kusvikira mangwanani. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Usaʋuya neropa reciɓayiro caŋgu pamŋe cete neciŋgwa cakaʋiriswa; ʋuye ciɓayiro comutambo wepaseka ŋgacirege kuʋata ʋusiku kuȿikira maŋgwana. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200225 “Usauya neropa rechibayiro changu pamwechete nechingwa chakaviriswa; uye chibayiro chomutambo wePasika ngachirege kuvata usiku kusvikira mangwana. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 “Rega kupira ropa rechibayiro changu pamwechete nechingwa chine mbiriso. Nyama inosara pazuva guru rePasika ngairege kufuma mangwana acho ichiripo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona25 “Rega kupira ropa rechibayiro changu pamwechete nechingwa chine mbiriso. Nyama inosara pazuva guru rePasika ngairege kufuma mangwana acho ichiripo. Ver Capítulo |