Eksodo 33:17 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Uye Jehovha akati kuna Mozisi, “Ndichaita chinhu ichocho chawakumbira, nokuti ndinofadzwa newe uye ndinokuziva nezita.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ipapo Jehova akati kunaMosesi: Ndicaita ʋo cinhu ici cawareʋa, nokuti wawana nyasha pamberi paŋgu, ndinokuziʋa nezita rako. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200217 Ipapo Jehovha akati kuna Mosesi, “Ndichaitawo chinhu ichi chawareva, nokuti wawana nyasha pamberi pangu, ndinokuziva nezita rako.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Tenzi akapindurawo Mosesi achiti, “Zvawataura ndichaita izvozvo chaizvo ndozvandichaita nokuti ndinofadzwa newe uye ndinokuziva nezita.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona17 Tenzi akapindurawo Mosesi achiti, “Zvawataura ndichaita izvozvo chaizvo ndozvandichaita nokuti ndinofadzwa newe uye ndinokuziva nezita.” Ver Capítulo |