Eksodo 3:9 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Uye zvino kuchema kwavaIsraeri kwasvika kwandiri, uye ndaona nzira yavanotambudzwa nayo navaIjipita. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ɀino tarira, kucema kwaʋana ʋaIsraeri kwakaȿika kwandiri, ndaʋona kutambudzwa kwaʋanotambudzwa nako naʋaEgipita. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20029 Zvino tarira, kuchema kwavana vaIsiraeri kwasvika kwandiri, ndaona kutambudzwa kwavanotambudzwa nako navaIjipiti. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Zvino chinzwa, kuchema kwevaIsiraeri ndakunzwa, uye ndaona kutambudzwa kwavari kuitwa navaIjipiti. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona9 Zvino chinzwa, kuchema kwevaIsiraeri ndakunzwa, uye ndaona kutambudzwa kwavari kuitwa navaIjipiti. Ver Capítulo |