Eksodo 2:22 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Zipora akabereka mwanakomana, uye Mozisi akamutumidza zita rokuti Gerishomi, achiti, “Ndava mueni munyika yavatorwa.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Akaɓereka mŋanakomana, akamutumidza zita rinonzi Gershomi, nokuti wakati: Ndakaŋga ndiri mutorwa munyika yaʋamŋe. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200222 Akabereka mwanakomana, akamutumidza zita rinonzi Geshomi, nokuti akati, “Ndakanga ndiri mutorwa munyika yavamwe.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Zipora akabereka mwana mukomana, Mosesi akatumidza mwana wake zita rokuti Gerishomu achiti, “Ini ndiri mutorwa zvangu munyika yavamwe.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona22 Zipora akabereka mwana mukomana, Mosesi akatumidza mwana wake zita rokuti Gerishomu achiti, “Ini ndiri mutorwa zvangu munyika yavamwe.” Ver Capítulo |