Eksodo 10:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Kana uchiramba kuvatendera kuenda, ini ndichauyisa mhashu munyika yako mangwana. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Nokuti kana ukaramba kutendera ʋanhu ʋaŋgu kuenda, tarira, maŋgwana ndicaʋuyisa mhashu panyika yenyu; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20024 Nokuti kana ukaramba kutendera vanhu vangu kuenda, tarira, mangwana ndichauyisa mhashu panyika yenyu; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 nokuti kana ukaramba kuti vanhu vangu vaende, ndichaunza mhashu munyika mako mangwana. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona4 nokuti kana ukaramba kuti vanhu vangu vaende, ndichaunza mhashu munyika mako mangwana. Ver Capítulo |