Eksodo 1:20 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Saka Mwari akaitira vananyamukuta zvakanaka uye vanhu vakawedzerwa vakava vazhinji kwazvo. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Naiɀoɀo Mŋari akaitira madzimbuya ɀakanaka, ʋanhu ʋakawanda kwaɀo, ʋakaʋa nesimba kwaɀo. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200220 Naizvozvo Mwari akaitira madzimbuya zvakanaka, vanhu vakawanda kwazvo, vakava nesimba kwazvo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Naizvozvo Mwari akaitira vananyamukuta ava zvakanaka. VaIsiraeri vakaramba vachiwanda vakasimba. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona20 Naizvozvo Mwari akaitira vananyamukuta ava zvakanaka. VaIsiraeri vakaramba vachiwanda vakasimba. Ver Capítulo |