La Biblia Online

- Anuncios -




Danieri 9:24 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

24 “Vhiki makumi manomwe dzakatemerwa vanhu vako uye neguta rako dzvene kuti vapedze kudarika kwavo, varege kutadza, kana kuyanana nezvakaipa, vauye nokururama kusingaperi, kusimbisa chiratidzo nechiprofita nokuzodza iye mutsvene-tsvene.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

24 Viki dzinamakumi manomŋe dzakatemerwa ʋanhu ʋako neguta rako dɀene, kupedzisa kuɗarika nokugumisa ɀiʋi, nokuyananisira ɀakaipa, nokuʋuyisa kururama kusiŋgaperi, nokusimbisa ɀakaratidzwa noʋuprofita, nokuzodza nɀimbo tȿene‐tȿene.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

24 “ ‘Vhiki dzina makumi manomwe dzakatemerwa vanhu vako neguta rako dzvene, kupedzisa kudarika nokugumisa zvivi, nokuyananisira zvakaipa, nokuuyisa kururama kusingaperi, nokusimbisa zvakaratidzwa nouporofita, nokuzodza nzvimbo tsvene‐tsvene.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 “Vanhu vokwako neguta rokwako rinoera makatemerwa makumi manomwe amakore akapetwa kanomwe okuti kukanganisa kupere nokugumisa chitadzo nokuripira uipi nokuunza ururami hunogara nokusingaperi uye nokutsinhira chiratidzo nomuporofita nokuzodza Nzvimbo Inoera.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

24 “Vanhu vokwako neguta rokwako rinoera makatemerwa makumi manomwe amakore akapetwa kanomwe okuti kukanganisa kupere nokugumisa chitadzo nokuripira uipi nokuunza ururami hunogara nokusingaperi uye nokutsinhira chiratidzo nomuporofita nokuzodza Nzvimbo Inoera.

Ver Capítulo Copiar

Shona BIBLE

24 “ ‘Vhiki dzina makumi manomwe dzakatemerwa vanhu vako neguta rako dzvene, kupedzisa kudarika nokugumisa zvivi, nokuyananisira zvakaipa, nokuuyisa kururama kusingaperi, nokusimbisa zvakaratidzwa nouporofita, nokuzodza nzvimbo tsvene–tsvene.

Ver Capítulo Copiar




Danieri 9:24

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios