Danieri 9:22 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Akandirayira uye akati kwandiri, “Dhanieri, ndauya zvino kuzokupa njere nokunzwisisa. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Akandiɗudzira, akataura neni, akati: Danieri, ndaʋuya ɀino kukuʋigira njere nokunzwisisa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200222 Akandidudzira, akataura neni, akati, ‘Dhanieri, ndauya zvino kukuvigira njere nokunzwisisa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Akanditsanangurira achiti: “Dhanieri, chandabudira iye zvino kuzokupa ungwaru nokunzwisisa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona22 Akanditsanangurira achiti: “Dhanieri, chandabudira iye zvino kuzokupa ungwaru nokunzwisisa. Ver CapítuloShona BIBLE22 Akandidudzira, akataura neni, akati, ‘Dhanieri, ndauya zvino kukuvigira njere nokunzwisisa. Ver Capítulo |