La Biblia Online

- Anuncios -

Danieri 9:15 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 “Zvino, imi Ishe Mwari wedu, makabudisa vanhu venyu kubva muIjipiti noruoko rune simba uye mukazviitira zita rinogara kusvikira iye nhasi, takatadza, takaita zvakaipa.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Ɀino imi Ishe Mŋari weɗu, makaɓuɗisa ʋanhu ʋenyu panyika yeEgipita noruʋoko runesimba, mukaɀiwanira mukurumbira, sapazuʋa ranhasi; takatadza, takaita ɀakashata.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

15 “Zvino imi Ishe Mwari wedu, makabudisa vanhu venyu panyika yeIjipiti noruoko rune simba, mukazviwanira mukurumbira, kusvikira pazuva ranhasi; takatadza, takaita zvakashata.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 “Saka zvino imi Tenzi Mwari wedu imi makaburitsa vanhu venyu munyika yeIjipiti nesimba roruoko rwenyu mukazviwanira zita sezvazviri nhasi uno, isu takatadza, takaita zvakaipa.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 “Saka zvino imi Tenzi Mwari wedu imi makaburitsa vanhu venyu munyika yeIjipiti nesimba roruoko rwenyu mukazviwanira zita sezvazviri nhasi uno, isu takatadza, takaita zvakaipa.

Ver Capítulo Copiar

Shona BIBLE

15 “Zvino imi Ishe Mwari wedu, makabudisa vanhu venyu panyika yeIjipiti noruoko rune simba, mukazviwanira mukurumbira, kusvikira pazuva ranhasi; takatadza, takaita zvakashata.

Ver Capítulo Copiar

Danieri 9:15

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios