La Biblia Online

- Anuncios -

Danieri 8:14 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 Akati kwandiri, “Zvichatora madekwana namangwanani ane zviuru zviviri zvina mazana matatu; ipapo nzvimbo tsvene ichanatswazve.”

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Akati kwandiri: Kuȿikira maɗekwana namaŋgwanani aneɀuru ɀiʋiri namazana matatu; ipapo nɀimbo tȿene icanatswa.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Akati kwandiri, ‘Kusvikira madekwana namangwanani ane zviuru zviviri namazana matatu; ipapo nzvimbo tsvene ichanatswa.’

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Iye ndokuti kwaari, “Zvichapedza zviuru zviviri zvina mazana matatu amanheru namangwanani, Nzvimbo Inoera ndipo paichazochenurwazve yoita chaizvoizvo zvainofanira kunge yakaita.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Iye ndokuti kwaari, “Zvichapedza zviuru zviviri zvina mazana matatu amanheru namangwanani, Nzvimbo Inoera ndipo paichazochenurwazve yoita chaizvoizvo zvainofanira kunge yakaita.”

Ver Capítulo Copiar

Shona BIBLE

14 Akati kwandiri, ‘Kusvikira madekwana namangwanani ane zviuru zviviri namazana matatu; ipapo nzvimbo tsvene ichanatswa.’

Ver Capítulo Copiar

Danieri 8:14

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios