La Biblia Online

- Anuncios -




Danieri 6:18 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 Ipapo mambo akadzokera kumuzinda wake akavata usiku hwose asina kudya uye hakuna chinhu chipi chaivaraidza chakauyiswa kwaari. Uye akashayiwa hope.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Ipapo mambo akaenda kuimba yake yoʋushe, akaʋata aciɀinyima ɀokudya; kunyaŋge neɀinoridzwa ɀipi neɀipi haɀina‐kuʋuyiswa pamberi pake; hope dzake dzikatiza.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Ipapo mambo akaenda kuimba yake youshe, akavata achizvinyima zvokudya; kunyange nezvinoridzwa zvipi nezvipi hazvina kuuyiswa pamberi pake; hope dzake dzikatiza.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Mambo akaenda kumuzinda kwake akararirotsanya usiku ihwohwo zvokumbomuvaraidza zviya pasina, hope dzikamutiza.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Mambo akaenda kumuzinda kwake akararirotsanya usiku ihwohwo zvokumbomuvaraidza zviya pasina, hope dzikamutiza.

Ver Capítulo Copiar

Shona BIBLE

18 Ipapo mambo akaenda kuimba yake youshe, akavata achizvinyima zvokudya; kunyangwe nezvinoridzwa zvipi nezvipi hazvina kuuyiswa pamberi pake; hope dzake dzikatiza.

Ver Capítulo Copiar




Danieri 6:18

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios