La Biblia Online

- Anuncios -

Danieri 6:10 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Zvino Dhanieri akati anzwa kuti chirevo chakanga chaziviswa, akaenda muimba yake yapamusoro yaiva namawindo akanga akatarira kuJerusarema. Akapfugama namabvi ake akanyengetera katatu pazuva, achivonga kuna Mwari wake, sezvaaisiita.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Ɀino Danieri wakati anzwa kuti runyoro rwaiswa zita ramambo, akapinda mumba make (ɀino mawindi ekamuri yake akaŋga akazarurwa acitarira kurutiʋi rweJerusarema); akafugama namabvi ake katatu nezuʋa, akanyeŋgetera nokuʋoŋga pamberi paMŋari wake, seɀaaisiita.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Zvino Dhanieri akati anzwa kuti runyoro rwaiswa zita ramambo, akapinda mumba make zvino mawindo ekamuri yake akanga akazarurwa achitarira kurutivi rweJerusaremu; akapfugama namabvi ake katatu pazuva, akanyengetera nokurumbidza Mwari wake, sezvaaisiita.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Dhanieri paakazviziva kuti gwaro rasainwa namambo zita ravo, akaenda kumba kwake mumba yake yapamusoro yaiva namahwindo akashama akatarisa kuJerusaremu, aipfugama pasi imomo katatu pazuva achinamata achitenda Mwari wake sezvaaingoita kare.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Shona BIBLE

10 Zvino Dhanieri akati anzwa kuti runyoro rwaiswa zita ramambo, akapinda mumba make zvino mawindo ekamuri yake akanga akazarurwa achitarira kurutivi rweJerusaremu; akapfugama namabvi ake katatu pazuva, akanyengetera nokurumbidza Mwari wake, sezvaaisiita.

Ver Capítulo Copiar

Danieri 6:10

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios