La Biblia Online

- Anuncios -

Danieri 5:19 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 Nokuda kwechinzvimbo chakakwirira chaakamupa, vanhu vose nendudzi dzose navanhu vemitauro yose vakadedera uye vakamutya. Avo vaaida kuuraya, aiuraya, avo vaaida kuraramisa, airaramisa; avo vaaida kusimudzira, aisimudzira; uye avo vaaida kuninipisa, aininipisa.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 ɀino nokuɗa kwoʋukuru, bgaakamupa, ʋanhu ʋose namarudzi ose namarimi ose ʋakaɗeɗera nokutya pamberi pake; waiʋuraya waaiɗa kuʋuraya, wairaramisa waaiɗa kuraramisa, waikwiridza waaiɗa kukwiridza, nokuɗeredza waaiɗa kuɗeredza.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

19 zvino nokuda kwoukuru, hwaakamupa, vanhu vose namarudzi ose namarimi ose vakadedera nokutya pamberi pake; aiuraya waaida kuuraya, airaramisa waaida kuraramisa, aikwiridza waaida kukwiridza, nokuderedza waaida kuderedza.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Pamusana poukuruukuru hwaakavapa, marudzi ose zvawo nendudzi dzavanhu, ndimi nendimi vaidedera kuvatya. Vaiti wavada kuuraya vouraya, wavainge vada kurega ari mupenyu vorega zvavo. Wavainge vadawo kusumudzira vaimusumudzira pamusoro. Wavaingewo vada zvavo kudzikisira pasi vaidzikisa.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Shona BIBLE

19 zvino nokuda kwoukuru, hwaakamupa, vanhu vose namarudzi ose namarimi ose vakadedera nokutya pamberi pake; aiuraya waaida kuuraya, airaramisa waaida kuraramisa, aikwiridza waaida kukwiridza, nokuderedza waaida kuderedza.

Ver Capítulo Copiar

Danieri 5:19

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios