Danieri 1:6 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Pakati pavo paiva navamwe vaibva kuJudha vaiti: Dhanieri, Hanania, Mishaeri naAzaria. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ɀino pakati paʋo pakaŋga panaDanieri naHanania naMishaeri naAzaria, ʋari ʋana ʋaJuda. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20026 Zvino pakati pavo pakanga pana Dhanieri naHanania naMishaeri naAzaria, vari vana vaJudha. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Pakati pamajaya iwaya paivawo naDhanieri naHananiya naMishaeri naAzariya vedzinza rokwaJudha. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona6 Pakati pamajaya iwaya paivawo naDhanieri naHananiya naMishaeri naAzariya vedzinza rokwaJudha. Ver CapítuloShona BIBLE6 Zvino pakati pavo pakanga pana Dhanieri naHanania naMishaeri naAzaria, vari vana vaJudha. Ver Capítulo |