2 Timoti 4:10 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 nokuti Dhemasi akada nyika yazvino, akandisiya akaenda kuTesaronika. Kiresenzi akaenda kuGaratia, uye Tito akaenda kuDharimatia. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Nokuti Demasi wakandisiya, akaɗa nyika yaɀino, akaenda Tesaronika; Kreske wakaenda Garatia, naTito wakaenda Darmatia. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200210 Nokuti Dhemasi akandisiya, akada nyika yazvino, akaenda Tesaronika; Kiresenzi akaenda Garatiya, naTito akaenda Dharimatia. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 nokuti, Dhemasi, pamusana pokuda zvapanyika pano, akanditiza akaenda kuTesaronika. Kiresenzia akaenda kuGaratia. Titosi akaendawo Dharimatia. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona10 nokuti, Dhemasi, pamusana pokuda zvapanyika pano, akanditiza akaenda kuTesaronika. Kiresenzia akaenda kuGaratia. Titosi akaendawo Dharimatia. Ver Capítulo |