2 Timoti 3:17 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 kuti munhu waMwari akwaniswe kwazvo, agadzirirwa mabasa ose akanaka. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 kuti munhu waMŋari akwane, agadzirirwa kwaɀo maɓasa ose akanaka. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200217 kuti munhu waMwari akwane, agadzirirwa kwazvo mabasa ose akanaka. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 kuti munhu waMwari ave akakwana akagadzirira basa ripi neripi rakanaka. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona17 kuti munhu waMwari ave akakwana akagadzirira basa ripi neripi rakanaka. Ver Capítulo |