2 Timoti 3:15 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 uye kuti kubva pauduku wakaziva Magwaro matsvene, anogona kukupa uchenjeri hunosvitsa kukuponeswa kubudikidza nokutenda muna Kristu Jesu. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 kuti kubvira paʋucece bgako wakaziʋa Manyoro Matȿene anogona kukupa ʋucenjeri bgunoisa kukuponeswa nokutenda kuri munaKristu Jesu. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200215 kuti kubvira paucheche hwako wakaziva Magwaro Matsvene anogona kukupa uchenjeri hunoisa kukuponeswa nokutenda kuri muna Kristu Jesu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Unofanira kuziva kuti waiziva kubvira pauduku hwako Magwaro Matsvene anokwanisa kukudzidzisa kuti uponeswe nechitendero chako muna Kristu Jesu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona15 Unofanira kuziva kuti waiziva kubvira pauduku hwako Magwaro Matsvene anokwanisa kukudzidzisa kuti uponeswe nechitendero chako muna Kristu Jesu. Ver Capítulo |