2 Timoti 3:1 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Asi uzive chinhu ichi: Kuchava nenguva dzokutambudzika pamazuva okupedzisira. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino uziʋe cinhu ici, kuti namazuʋa okupedzisira ŋguʋa dzokutambudzika dzicaȿika. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20021 Zvino uzive chinhu ichi, kuti namazuva okupedzisira nguva dzokutambudzika dzichasvika. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Nzwisisa izvi zvokuti kumazuva okupedzisira kuchauya nguva yenhamo Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona1 Nzwisisa izvi zvokuti kumazuva okupedzisira kuchauya nguva yenhamo Ver Capítulo |