1 Timoti 3:8 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Saizvozvowo, madhikoni ngavave vanhu vanokudzwa, vanorevesa, vasinganwi waini zhinji, uye vasingatsvaki pfuma yakaipa. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Saiɀoɀo ʋo ʋashumiri ŋgaʋaʋe ʋanokudzwa, ʋasinamanzwi maʋiri, ʋasiŋgaɗi waini zhinji, ʋasiŋgakariri fuma yakaipa; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20028 Saizvozvowo vashumiri ngavave vanokudzwa, vasina mazwi maviri, vasingadi waini zhinji, vasingakariri pfuma yakaipa; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Ndizvo zvimwechetezvo navaDhikoni, vanofanira kuva vanhu vakadzikama kwete tsukukuviri dzavanhu kana zviradza zvewaini kana vanhu vanokarira upfumi. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona8 Ndizvo zvimwechetezvo navaDhikoni, vanofanira kuva vanhu vakadzikama kwete tsukukuviri dzavanhu kana zviradza zvewaini kana vanhu vanokarira upfumi. Ver Capítulo |