1 Timoti 2:5 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Nokuti kuna Mwari mumwe chete, nomurevereri mumwe chete pakati paMwari navanhu, ndiye munhu Kristu Jesu. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Nokuti kunoŋgoʋa naMŋari mumŋe cete, noMureʋeri mumŋe cete ʋo, pakati paMŋari naʋanhu, ndiye munhu Kristu Jesu, Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20025 Nokuti kunongova naMwari mumwechete, noMureveri mumwechetewo, pakati paMwari navanhu, ndiye munhu Kristu Jesu, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Nokuti kuna Mwari mumwechete uye kuno munhu mumwechete anobatanidza isu vanhu naMwari, munhu iyeyo ndiJesu Kristu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona5 Nokuti kuna Mwari mumwechete uye kuno munhu mumwechete anobatanidza isu vanhu naMwari, munhu iyeyo ndiJesu Kristu. Ver Capítulo |