Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Numeri 9:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Ipapo Mosesi akataura naʋana ʋaIsraeri, kuti ʋatambe paseka.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Ipapo Mosesi akataura navana vaIsiraeri, kuti vatambe Pasika.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Naizvozvo Mosesi akandoudza vaIsiraeri kuti vachengete zuva guru rePasika.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Naizvozvo Mosesi akandoudza vaIsiraeri kuti vachengete zuva guru rePasika.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Saka Mozisi akataurira vaIsraeri kuti vapemberere Pasika,

Sien die hoofstuk Kopieer




Numeri 9:4

Volg ons:

Advertensies


Advertensies