Numeri 9:20 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Dzimŋe ŋguʋa gore raigara pamsoro petabernakeri mazuʋa mashomanene; ɀino seɀairaira Jehova ʋairamba ʋagere pamatente aʋo, ʋuye seɀairaira Jehova ʋaifamba. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200220 Dzimwe nguva gore raigara pamusoro petabhenakeri mazuva mashomanene; zvino sezvairaira Jehovha vairamba vagere pamatende avo, uye sezvairaira Jehovha vaifamba. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Dzimwe nguva gore raifukidza tendhe rinoera kwamazuva mashoma; vaIsiraeri vaitama kana kuramba varipo maererano neshoko rainge rabva kuna Tenzi. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona20 Dzimwe nguva gore raifukidza tendhe rinoera kwamazuva mashoma; vaIsiraeri vaitama kana kuramba varipo maererano neshoko rainge rabva kuna Tenzi. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Dzimwe nguva gore raigara pamusoro petabhenakeri kwamazuva mashomanana chete; vaidzika musasa wavo sokurayira kwaJehovha uye pakurayira kwake, vaibva vafamba. Sien die hoofstuk |