Numeri 8:3 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Aroni akaita saiɀoɀo; akamisa mŋenje yaco, kuti ivenekere pamberi pecigadziko, seɀakarairwa Mosesi naJehova. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20023 Aroni akaita saizvozvo; akamisa mwenje yacho, kuti ivhenekere pamberi pechigadziko, sezvakarairwa Mosesi naJehovha. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Aroni akaita saizvozvo akagadzika marambi akatarisa mberi kwechigadzikiro chomwenje sokuudzwa kwakaitwa Mosesi naTenzi. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona3 Aroni akaita saizvozvo akagadzika marambi akatarisa mberi kwechigadzikiro chomwenje sokuudzwa kwakaitwa Mosesi naTenzi. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Aroni akaita saizvozvo; akamisa mwenje yakatarisa mberi kuchigadziko chomwenje, sezvakanga zvarayirwa Mozisi naJehovha. Sien die hoofstuk |