Numeri 7:83 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)83 nenzombe mbiri, namakondobge mashanu, nenhoŋgo shanu dzembudzi, namakwaiana mashanu amakondobge egore rimŋe, ciʋe ciɓayiro ceɀipiriso ɀokuyananisa; ndico caiʋa cipo caAhira, mŋanakomana waEnani. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200283 nenzombe mbiri, namakondohwe mashanu, nenhongo shanu dzembudzi, namakwayana mashanu amakondohwe egore rimwe, chive chibayiro chezvipiriso zvokuyananisa; ndicho chaiva chipo chaAhira, mwanakomana waEnani. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika83 kwozouya zvechibayiro chomupiro wokuwadzana zvinoti: nzombe mbiri nehondohwe shanu namakotora mashanu nehwayana hono shanu dzine gore rimwechete. Uyu ndiwo mupiro waAhira mwanakomana waEnani. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona83 kwozouya zvechibayiro chomupiro wokuwadzana zvinoti: nzombe mbiri nehondohwe shanu namakotora mashanu nehwayana hono shanu dzine gore rimwechete. Uyu ndiwo mupiro waAhira mwanakomana waEnani. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi83 uye nzombe mbiri, makondobwe mashanu, nhongo shanu dzembudzi namakwayana makono mashanu egore rimwe chete kuti zvizobayirwa sechipiriso chokuwadzana. Ichi ndicho chakanga chiri chipiriso chaAhira mwanakomana waEnani. Sien die hoofstuk |