Numeri 7:78 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)78 Nezuʋa regumi namaʋiri Ahira, mŋanakomana waEnani, mucinda waʋana ʋaNaftari, wakaʋuya. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200278 Nezuva regumi namaviri Ahira, mwanakomana waEnani, muchinda wavana vaNafutari, akauya. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika78 Pazuva rechigumi namaviri racho, kwakauya Ahira mwanakomana waEnani, aiva mutungamiriri wevedzinza rokwaNafutari. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona78 Pazuva rechigumi namaviri racho, kwakauya Ahira mwanakomana waEnani, aiva mutungamiriri wevedzinza rokwaNafutari. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi78 Pazuva regumi namaviri, Ahira mwanakomana waEnani, mutungamiri wavanhu vokwaNafutari, akauya nechipiriso chake. Sien die hoofstuk |