Numeri 7:66 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)66 Nezuʋa regumi Ahiezeri, mŋanakomana waAmishadai, mucinda waʋana ʋaDani, wakaʋuya. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200266 Nezuva regumi Ahiezeri, mwanakomana waAmishadhai, muchinda wavana vaDhani, akauya. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika66 Pazuva rechigumi racho, kwakauyawo Ahiezero mwanakomana wavaAmishadhai, aiva mutungamiriri wevedzinza rokwaDhani. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona66 Pazuva rechigumi racho, kwakauyawo Ahiezero mwanakomana wavaAmishadhai, aiva mutungamiriri wevedzinza rokwaDhani. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi66 Pazuva regumi, Ahiezeri mwanakomana waAmishadhai, mutungamiri wavanhu vokwaDhani, akauya nechipiriso. Sien die hoofstuk |