Numeri 7:48 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)48 Nezuʋa recinomŋe Erishama, mŋanakomana waAmihudi, mucinda waʋana ʋaEfraimi, wakaʋuya. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200248 Nezuva rechinomwe Erishama, mwanakomana waAmihudhi, muchinda wavana vaEfuremu, akauya. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika48 Pazuva rechinomwe racho, kwakauyawo Erishama mwanakomana waAmihudhi, aiva mutungamiriri wevedzinza rokwaEfuraimu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona48 Pazuva rechinomwe racho, kwakauyawo Erishama mwanakomana waAmihudhi, aiva mutungamiriri wevedzinza rokwaEfuraimu. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi48 Pazuva rechinomwe, Erishama mwanakomana waAmihudhi, mutungamiri wavanhu vokwaEfuremu, akauya nechipiriso chake. Sien die hoofstuk |