Numeri 7:29 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 nenzombe mbiri, namakondobge mashanu, nenhoŋgo shanu dzembudzi, namakwaiana mashanu amakondobge egore rimŋe, ciʋe ciɓayiro ceɀipiriso ɀokuyananisa; ndico caiʋa cipo caEriabi, mŋanakomana waHeroni. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200229 nenzombe mbiri, namakondohwe mashanu, nenhongo shanu dzembudzi, namakwayana mashanu amakondohwe egore rimwe, chive chibayiro chezvipiriso zvokuyananisa; ndicho chaiva chipo chaEriabhu, mwanakomana waHeroni. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 kuchizoti zvechibayiro chomupiro wokuwadzana zvinoti: nzombe mbiri nehondohwe shanu namakotora mashanu nehwayana hono shanu dzine gore rimwechete. Uyu ndiwo mupiro waEriabhu mwanakomana wavaHeroni. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona29 kuchizoti zvechibayiro chomupiro wokuwadzana zvinoti: nzombe mbiri nehondohwe shanu namakotora mashanu nehwayana hono shanu dzine gore rimwechete. Uyu ndiwo mupiro waEriabhu mwanakomana wavaHeroni. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 uye nzombe mbiri, makondobwe mashanu, nhongo shanu dzembudzi uye makwayana makono mashanu egore rimwe chete, kuti zvizobayirwa sechipiriso chokuwadzana. Ichi ndicho chaiva chipiriso chaEriabhi mwanakomana waHeroni. Sien die hoofstuk |