Numeri 5:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Kana munhu uyo asinehama, iŋgaripirwa pamsoro pemhoȿa iyo, muripo wemhoȿa, unoripirwa Jehova, unofanira kuʋa womuprista; kunze kwegondobge rokuyananisira, raanofanira kuyananisirwa naro. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20028 Kana munhu uyo asina hama, ingaripirwa pamusoro pemhosva iyo, muripo wemhosva, unoripirwa Jehovha, unofanira kuva womupristi; kunze kwegondohwe rokuyananisira, raanofanira kuyananisirwa naro.’ Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Kana munhu anogamuchira muripo iwoyo akafa pasinawo hama yake yomumba ingaugamuchira, ngaupiwe Tenzi kuti uzoshandiswa navapristi. Muripo iwoyo ndowokuwedzera pahondohwe inourayiwa panoitwa mupiro wokuripira chitadzo chake. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona8 Kana munhu anogamuchira muripo iwoyo akafa pasinawo hama yake yomumba ingaugamuchira, ngaupiwe Tenzi kuti uzoshandiswa navapristi. Muripo iwoyo ndowokuwedzera pahondohwe inourayiwa panoitwa mupiro wokuripira chitadzo chake. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Asi kana munhu uyo asina hama yepedyo uyo angapiwa zviri kuripirwa mhosva, muripo uyu ndowaJehovha uye unofanira kupiwa kumuprista, pamwe chete negondobwe rokumuyananisira. Sien die hoofstuk |