Numeri 4:32 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 nembiru dzoruʋazhe rwakapotedza, neɀigadziko ɀadzo, nembambo dzadzo dzose, namaɓote adzo, nenhumbi dzadzo dzose, neɀose ɀaʋanoɓata naɀo; unofanira kuʋatarira namazita aʋo nhumbi dzaʋanofanira kuceŋgeta pakutakura. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200232 nembiru dzoruvazhe rwakapotedza, nezvigadziko zvadzo, nembambo dzadzo dzose, namabote adzo, nenhumbi dzadzo dzose, nezvose zvavanobata nazvo; unofanira kuvatarira namazita avo nhumbi dzavanofanira kuchengeta pakutakura. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 nembiru dzenhandare yose kuitenderedza nezvigadzikiro zvadzo nehoko netambo nenhumbi dzavo nezvose zvadzinoshanda nadzo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona32 nembiru dzenhandare yose kuitenderedza nezvigadzikiro zvadzo nehoko netambo nenhumbi dzavo nezvose zvadzinoshanda nadzo. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 pamwe chete nembiru dzinopoteredza ruvazhe nehwaro hwadzo, mbambo dzetende, tambo, midziyo yavo yose uye nezvose zvinoshandiswa pamwe chete nazvo. Govera murume mumwe nomumwe zvinhu zvaanofanira kutakura. Sien die hoofstuk |